Numeri 26:10 - Shona BIBLE10 nyika ikashamisa muromo wayo, ikavamedza pamwechete naKora musi wakafa boka iro; nguva iyo moto ukaparadza varume vana mazana maviri namakumi mashanu, vakaitwa chiratidzo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nyika ikashamisa muromo wayo, ikaʋamedza pamŋe cete naKora musi wakafa ɓoka iro; ŋguʋa iyo mŋoto ukaparadza ʋarume ʋanamazana maʋiri namakumi mashanu, ʋakaitwa ciratidzo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 nyika ikashamisa muromo wayo, ikavamedza pamwechete naKora musi wakafa boka iro; nguva iyo moto ukaparadza varume vana mazana maviri namakumi mashanu, vakaitwa chiratidzo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndipo pakashama nyika muromo wayo ikavamedza pamwechete naKora neboka rake, pakaparadzwa varume mazana maviri anamakumi mashanu, chikava chiratidzo chokuyambira vanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndipo pakashama nyika muromo wayo ikavamedza pamwechete naKora neboka rake, pakaparadzwa varume mazana maviri anamakumi mashanu, chikava chiratidzo chokuyambira vanhu. Sien die hoofstuk |