Numeri 25:7 - Shona BIBLE7 Zvino Finiasi, mwanakomana waEreazari, mwanakomana womupristi Aroni, akati achizviona, akasimuka, akabuda pakati peungano ane pfumo muruoko rwake, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Pinehasi, mŋanakomana waEreazari, mŋanakomana womuprista Aroni, wakati aciɀiʋona, akasimuka, akaɓuɗa pakati peʋuŋgano anepfumo muruʋoko rwake, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Pinehasi, mwanakomana waEreazari, mwanakomana womupristi Aroni, akati achizviona, akasimuka, akabuda pakati peungano ane pfumo muruoko rwake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Finiyasi mwanakomana waEreazari, muzukuru womupristi Aroni, paakazviona, akabva paiva negungano riya, akandotora pfumo rake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Finiyasi mwanakomana waEreazari, muzukuru womupristi Aroni, paakazviona, akabva paiva negungano riya, akandotora pfumo rake, Sien die hoofstuk |