Numeri 24:21 - Shona BIBLE21 Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino akatarira ʋaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati: Ʋugaro bgako bgakasimba, Ƌendere rako rakateyiwa paɗombo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo. Sien die hoofstuk |