Numeri 23:7 - Shona BIBLE7 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Bharaki akanditora paArami, Mambo waMoabhu akanditora pamakomo okumabvazuva, Achiti, ‘Uya unditukire Jakobho, Uya, unditsamwire Isiraeri.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Baraki wakanditora paArami, Mambo waMoabi wakanditora pamakomo okumabvazuʋa, Aciti: Ʋuya unditukire Jakobo, Ʋuya, unditsamŋire Israeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Bharaki akanditora paArami, Mambo waMoabhu akanditora pamakomo okumabvazuva, Achiti, ‘Uya unditukire Jakobho, Uya, unditsamwire Isiraeri.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Bhiriamu ndokutanga kutaura shoko rake achiti, “Bharaki akandiunza kubva kuSiria. Mambo wavaMoabhu akandibvisa kunyika yamakomo yokumabvazuva, achiti, ‘Uya kuno undirengererewo Jakobho Uya uzoshora vaIsiraeri.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Bhiriamu ndokutanga kutaura shoko rake achiti, “Bharaki akandiunza kubva kuSiria. Mambo wavaMoabhu akandibvisa kunyika yamakomo yokumabvazuva, achiti, ‘Uya kuno undirengererewo Jakobho Uya uzoshora vaIsiraeri.’ Sien die hoofstuk |