Numeri 23:4 - Shona BIBLE4 Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, “Ndagadzira atari nomwe, ndikabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Mŋari akasoŋgana naBarami, iye akati kwaari: Ndagadzira artari nomŋe, ndikaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, “Ndagadzira atari nomwe, ndikabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.” Sien die hoofstuk |