Numeri 23:27 - Shona BIBLE27 Bharaki akati kuna Bharamu, “Uya zvino, ndiende newe kune imwe nzvimbo; zvimwe Mwari angafara nazvo kuti unditukire ivo, uri ipapo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Baraki akati kunaBarami: Ʋuya ɀino, ndiende newe kuneimŋe nɀimbo; ɀimŋe Mŋari uŋgafara naɀo kuti unditukire iʋo, uri ipapo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Bharaki akati kuna Bharamu, “Uya zvino, ndiende newe kune imwe nzvimbo; zvimwe Mwari angafara nazvo kuti unditukire ivo, uri ipapo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.” Sien die hoofstuk |