Numeri 23:25 - Shona BIBLE25 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Usatongovatuka, kana kutongovaropafadza.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Usatoŋgoʋatuka, kana kutoŋgoʋaropafadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Usatongovatuka, kana kutongovaropafadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Bharaki ndokuti kuna Bhiriamu, “Chisva warega zvako kuvarengerera kana kumbovakomborera.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Bharaki ndokuti kuna Bhiriamu, “Chisva warega zvako kuvarengerera kana kumbovakomborera.” Sien die hoofstuk |