Numeri 23:23 - Shona BIBLE23 Zvirokwazvo hakuna un'anga kuna Jakobho, Uye hakuna kuuka kuna Isiraeri; Zvino zvicharehwa pamusoro paJakobho napamusoro paIsiraeri, Zvakaitwa naMwari, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀirokwaɀo hakunoʋuŋaŋga kunaJakobo, Ʋuye hakuno‐kuʋuka kunaIsraeri; Ɀino ɀicarebga pamsoro paJakobo napamsoro paIsraeri, Ɀakaitwa naMŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Zvirokwazvo hakunaunanga kuna Jakobho, Uye hakuna kuuka kuna Isiraeri; Zvino zvicharehwa pamusoro paJakobho napamusoro paIsiraeri, Zvakaitwa naMwari, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari. Sien die hoofstuk |