Numeri 23:13 - Shona BIBLE13 Bharaki akati kwaari, “Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Baraki akati kwaari: Ƌoʋuya hako neni kuneimŋe nɀimbo, pauŋgaʋaʋona uri’po; uŋgaŋgoʋona ʋokumudziʋo ʋoga, hauŋgaʋaʋoni ʋose; nditukirei iʋo uri ipapo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Bharaki akati kwaari, “Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Bharaki akamutaurira kuti, “Handei kune imwe nzvimbo kwamungakwanise kuvatarisa muri, muchivaona. Munenge musingaoni zvenyu vose, asi vashoma chete, mundirengererere vanhu ivavo rushambwa muriko.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Bharaki akamutaurira kuti, “Handei kune imwe nzvimbo kwamungakwanise kuvatarisa muri, muchivaona. Munenge musingaoni zvenyu vose, asi vashoma chete, mundirengererere vanhu ivavo rushambwa muriko.” Sien die hoofstuk |