Numeri 22:41 - Shona BIBLE41 Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino maŋgwanani Baraki akatora Barami, akamukwidza panɀimbo dzakakwirira dzaBaari, akaʋona, ari’po, ʋanhu ʋokumudziʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri. Sien die hoofstuk |