Numeri 22:33 - Shona BIBLE33 Mbongoro yakandiona, ikatsauka pamberi pangu katatu; dai isina kutsauka pamberi pangu, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya iwe, ndikairaramisa iyo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mboŋgoro yakandiʋona, ikatsauka pamberi paŋgu katatu; ɗai isinakutsauka pamberi paŋgu, ɀirokwaɀo ndiŋgaɗai ndakuʋuraya iwe, ndikairaramisa iyo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Mbongoro yakandiona, ikatsauka pamberi pangu katatu; dai isina kutsauka pamberi pangu, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya iwe, ndikairaramisa iyo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi dhongi randiona rikandinyenyeredza katatu kose. Dai risina kundinyenyeredza ndingadai ndatokuuraya iro ndarirega riri benyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi dhongi randiona rikandinyenyeredza katatu kose. Dai risina kundinyenyeredza ndingadai ndatokuuraya iro ndarirega riri benyu. Sien die hoofstuk |