Numeri 22:23 - Shona BIBLE23 Ipapo mbongoro ikaona mutumwa waJehovha amire munzira, ano munondo wakavhomorwa muruoko rwake; mbongoro ikatsauka panzira, ikaenda nokusango; Bharamu akarova mbongoro kuti aidzorere kunzira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo mboŋgoro ikaʋona mutumŋga waJehova amire munzira, anomunondo wakavomorwa muruʋoko rwake; mboŋgoro ikatsauka panzira, ikaenda nokusaŋgo; Barami akaroʋa mboŋgoro kuti aidzorere kunzira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo mbongoro ikaona mutumwa waJehovha amire munzira, ano munondo wakavhomorwa muruoko rwake; mbongoro ikatsauka panzira, ikaenda nokusango; Bharamu akarova mbongoro kuti aidzorere kunzira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Dhongi parakaona mutumwa waMwari akamira munzira akabata mumaoko bakatwa rakavhomorwa, rakabva ratsauka roenda musango. Bhiriamu ndokurirova achiridzorera munzira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Dhongi parakaona mutumwa waMwari akamira munzira akabata mumaoko bakatwa rakavhomorwa, rakabva ratsauka roenda musango. Bhiriamu ndokurirova achiridzorera munzira. Sien die hoofstuk |