Numeri 21:24 - Shona BIBLE24 Asi VaIsiraeri vakamukunda neminondo inopinza, vakatora nyika yake kubva paArinoni kusvikira paJabhoki, kusvikira pavana vaAmoni; nokuti muganhu wavana vaAmoni wakanga wakasimba. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi ʋaIsraeri ʋakamukunda neminondo inopinza, ʋakatora nyika yake kubva paArnoni kuȿikira paJaboki, kuȿikira paʋana ʋaAmoni; nokuti muganho waʋana ʋaAmoni wakaŋga wakasimba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Asi vaIsiraeri vakamukunda neminondo inopinza, vakatora nyika yake kubva paArinoni kusvikira paJabhoki, kusvikira pavana vaAmoni; nokuti muganhu wavana vaAmoni wakanga wakasimba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 vaIsiraeri vakavarakasha namapakatwa, vakavatorera nyika yavo kubvira muna Arinoni kundosvika muna Jabhoko, vachindogumira kunyika yavaAmoni nokuti muganho wavaAmoni wakanga wakanyatsodzivirirwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 vaIsiraeri vakavarakasha namapakatwa, vakavatorera nyika yavo kubvira muna Arinoni kundosvika muna Jabhoko, vachindogumira kunyika yavaAmoni nokuti muganho wavaAmoni wakanga wakanyatsodzivirirwa. Sien die hoofstuk |