Numeri 20:12 - Shona BIBLE12 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Zvamusina kutenda kwandiri, kunditsaura pamberi pavana VaIsiraeri, hamungapinzi ungano iyi munyika yandakaipa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Jehova akati kunaMosesi naAroni: Ɀamusina‐kutenda kwandiri, kunditsaura pamberi paʋana ʋaIsraeri, hamuŋgapinzi ʋuŋgano iyi munyika yandakaipa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Zvamusina kutenda kwandiri, kunditsaura pamberi pavana vaIsiraeri, hamungapinzi ungano iyi munyika yandakaipa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Nokuti hamuna kuvimba neni, hamuna kuratidza vaIsiraeri kururama nokuera kwangu imi hamuchandosvitsi vaIsiraeri kunyika yandakavapa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Nokuti hamuna kuvimba neni, hamuna kuratidza vaIsiraeri kururama nokuera kwangu imi hamuchandosvitsi vaIsiraeri kunyika yandakavapa.” Sien die hoofstuk |