Numeri 2:31 - Shona BIBLE31 Vose vakaverengwa pamisasa yaDhani vakasvika zviuru zvine zana namakumi mashanu nezvinomwe namazana matanhatu. Ndivo vanofanira kusimuka pakupedzisira pamireza yavo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋose ʋakaʋereŋgwa pamisasa yaDani ʋakaȿika ɀuru ɀinezana namakumi mashanu neɀinomŋe namazana matanhatu. Ndiʋo ʋanofanira kusimuka pakupedzisira pamireza yaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Vose vakaverengwa pamisasa yaDhani vakasvika zviuru zvine zana namakumi mashanu nezvinomwe namazana matanhatu. Ndivo vanofanira kusimuka pakupedzisira pamireza yavo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vomumatendhe okwaDhani, vari muzvikwata zvavo, vose pamwechete vaisvika zana rina makumi mashanu ezviuru nezviuru zvinomwe zvina mazana matanhatu avanhu. Ivava ndivo dzinza richasumuka kokupedzisera vari mureza nomureza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vomumatendhe okwaDhani, vari muzvikwata zvavo, vose pamwechete vaisvika zana rina makumi mashanu ezviuru nezviuru zvinomwe zvina mazana matanhatu avanhu. Ivava ndivo dzinza richasumuka kokupedzisera vari mureza nomureza. Sien die hoofstuk |