Numeri 2:30 - Shona BIBLE30 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. Sien die hoofstuk |