Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 2:3 - Shona BIBLE

3 Vanodzika kurutivi rwamabvazuva, nokunobuda zuva nako, vanofanira kuva vomureza wemisasa yaJudha, namapoka avo; Nashoni mwanakomana waAminadhabhu ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaJudha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋanodzika kurutiʋi rwamabvazuʋa, nokunoɓuɗa zuʋa nako, ʋanofanira kuʋa ʋomureza wemisasa yaJuda, namapoka aʋo; Nashoni mŋanakomana waAminadabi ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaJuda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vanodzika kurutivi rwamabvazuva, nokunobuda zuva nako, vanofanira kuva vomureza wemisasa yaJudha, namapoka avo; Nashoni mwanakomana waAminadhabhu ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaJudha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vachadzika matendhe avo nechokumabvazuva ndovomureza wamatendhe edzinza rokwaJudha, vachange vari muzvikwata nezvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza rokwaJudha iri anenge ari Nahishoni mwanakomana waAminadhabhu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vachadzika matendhe avo nechokumabvazuva ndovomureza wamatendhe edzinza rokwaJudha, vachange vari muzvikwata nezvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza rokwaJudha iri anenge ari Nahishoni mwanakomana waAminadhabhu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 2:3

Volg ons:

Advertensies

Advertensies