Numeri 2:25 - Shona BIBLE25 “Kurutivi rwokumusoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDhani, namapoka avo; Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaDhani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kurutiʋi rwokumsoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDani, namapoka aʋo; Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaDani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 “Kurutivi rwokumusoro kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaDhani, namapoka avo; Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaDhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vachadzika matendhe avo nechokuchambembe ndowomureza wedzinza raDhani vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raDhani iri, anenge ari Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vachadzika matendhe avo nechokuchambembe ndowomureza wedzinza raDhani vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raDhani iri, anenge ari Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai. Sien die hoofstuk |