Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 2:19 - Shona BIBLE

19 Boka rake, navakaverengwa kwaari, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Boka rake, navakaverengwa kwaari, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ana mazana mashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ana mazana mashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 2:19

Volg ons:

Advertensies

Advertensies