Numeri 2:13 - Shona BIBLE13 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvipfumbamwe namazana matatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀipfumbamŋe namazana matatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvipfumbamwe namazana matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. Sien die hoofstuk |