Numeri 19:9 - Shona BIBLE9 Zvino mumwe munhu akanaka anofanira kuunganidza madota etsiru, ndokuachengeta kunze kwemisasa panzvimbo yakanaka, kuti achengeterwe ungano yavana VaIsiraeri, kuzoita nawo mvura yokunatsa nayo; chipiriso chezvivi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino mumŋe munhu wakanaka unofanira kuʋuŋganidza maɗota etsiru, ndokuaceŋgeta kunze kwemisasa panɀimbo yakanaka, kuti aceŋgeterwe ʋuŋgano yaʋana ʋaIsraeri, kuzoita nawo mvura yokunatsa nayo; cipiriso ceɀiʋi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Zvino mumwe munhu akanaka anofanira kuunganidza madota etsiru, ndokuachengeta kunze kwemisasa panzvimbo yakanaka, kuti achengeterwe ungano yavana vaIsiraeri, kuzoita nawo mvura yokunatsa nayo; chipiriso chezvivi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo mumwe murume anenge asina kun'ora ngaaunganidze madota etsiru riya rakapiswa andoaisa kunze kwenharaunda yematendhe panzvimbo isina kun'ora. Madota iwayo ngaachengeterwe vaIsiraeri kuti vazoaisa mumvura iya inosaswa pakuchenura zvinhu napakubvisa zvitadzo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo mumwe murume anenge asina kun'ora ngaaunganidze madota etsiru riya rakapiswa andoaisa kunze kwenharaunda yematendhe panzvimbo isina kun'ora. Madota iwayo ngaachengeterwe vaIsiraeri kuti vazoaisa mumvura iya inosaswa pakuchenura zvinhu napakubvisa zvitadzo. Sien die hoofstuk |