Numeri 19:11 - Shona BIBLE11 Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Munhu unoɓata citunha comunhu upi noupi, unofanira kuʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Munhu anobata chitunha chomunhu upi noupi, anofanira kuva asina kunaka mazuva manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ani naani anobata chero chitunha chomunhu, achapedza mazuva manomwe akan'ora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ani naani anobata chero chitunha chomunhu, achapedza mazuva manomwe akan'ora. Sien die hoofstuk |