Numeri 17:8 - Shona BIBLE8 Fume mangwana Mosesi akapinda mutende rechipupuriro, onei tsvimbo yaAroni yeimba yaRevhi yakanga yabuka, yava namabukira, yabudisa maruva, yabereka maamanda akanga aibva. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Fume maŋgwana Mosesi akapinda mutente recipupuriro, ʋonei tȿimbo yaAroni yeimba yaRevi yakaŋga yaɓuka, yaʋa namaɓukira, yaɓuɗisa maruʋa, yaɓereka maamanda akaŋga aibva. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Fume mangwana Mosesi akapinda mutende rechipupuriro, onei tsvimbo yaAroni yeimba yaRevhi yakanga yabuka, yava namabukira, yabudisa maruva, yabereka maamanda akanga aibva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mangwana acho Mosesi akapinda mutendhe rouchapupu wanei tsvimbo yaAroni wedzinza raRevhi yabukira yava nematungirwa yava nemaruva namaarimondi akaibva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mangwana acho Mosesi akapinda mutendhe rouchapupu wanei tsvimbo yaAroni wedzinza raRevhi yabukira yava nematungirwa yava nemaruva namaarimondi akaibva. Sien die hoofstuk |