Numeri 16:42 - Shona BIBLE42 Zvino ungano yakati yaungana kuzorwa naMosesi naAroni, vakatarira kutende rokusangana, vakaona kuti gore rarifukidza, nokubwinya kwaJehovha kukaonekwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino ʋuŋgano yakati yaʋuŋgana kuzorwa naMosesi naAroni, ʋakatarira kutente rokusoŋgana, ʋakaʋona kuti gore rarifukidza, nokubginya kwaJehova kukaʋonekwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200242 Zvino ungano yakati yaungana kuzorwa naMosesi naAroni, vakatarira kutende rokusangana, vakaona kuti gore rarifukidza, nokubwinya kwaJehovha kukaonekwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Gungano rose rakati rauya kuzopikisana naMosesi naAroni, rakatarisa kutendhe rokusanganira, onei gore ratorifukidza kupenya kwembiri yaTenzi kuchioneka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona42 Gungano rose rakati rauya kuzopikisana naMosesi naAroni, rakatarisa kutendhe rokusanganira, onei gore ratorifukidza kupenya kwembiri yaTenzi kuchioneka. Sien die hoofstuk |