Numeri 16:19 - Shona BIBLE19 Kora akaunganidza ungano yose pamukova wetende rokusangana; kubwinya kwaJehovha kukaonekwa neungano yose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kora akaʋuŋganidza ʋuŋgano yose pamukoʋa wetente rokusoŋgana; kubginya kwaJehova kukaʋonekwa neʋuŋgano yose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Kora akaunganidza ungano yose pamukova wetende rokusangana; kubwinya kwaJehovha kukaonekwa neungano yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. Sien die hoofstuk |