Numeri 15:34 - Shona BIBLE34 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. Sien die hoofstuk |