Numeri 15:33 - Shona BIBLE33 Avo vakamuwana achiunganidza tsotso vakamuisa kuna Mosesi naAroni, nokuungano yose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Aʋo ʋakamuwana aciʋuŋganidza tsotso ʋakamuisa kunaMosesi naAroni, nokuʋuŋgano yose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Avo vakamuwana achiunganidza tsotso vakamuisa kuna Mosesi naAroni, nokuungano yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vaya vakamuona achitsvaka huni vakamuunza kuna Mosesi naAroni negungano rose ravaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vaya vakamuona achitsvaka huni vakamuunza kuna Mosesi naAroni negungano rose ravaIsiraeri. Sien die hoofstuk |