Numeri 15:29 - Shona BIBLE29 Munofanira kuva nomurairo mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana VaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munofanira kuʋa nomurairo mumŋe cete pamsoro pomunhu wakaita cinhu nokusaziʋa, kana ari munhu wakaɓerekerwa panyika pakati paʋana ʋaIsraeri, kana ari mutorwa ugere pakati paʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Munofanira kuva nomurayiro mumwechete pamusoro pomunhu akaita chinhu nokusaziva, kana ari munhu akaberekerwa panyika pakati pavana vaIsiraeri, kana ari mutorwa agere pakati pavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ani naani anotadza mukasaziva kunyange ari chizvarwa chomuIsiraeri kana mutorwa agere nemi anosungwa nomutemo mumwechetewo. Sien die hoofstuk |