Numeri 15:26 - Shona BIBLE26 Ipapo ungano yose yavana VaIsiraeri ichakanganwirwa, nomutorwa agere pakati pavo; nokuti vanhu vose vakanga vazviita havo nokusaziva. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri icakaŋganwirwa, nomutorwa ugere pakati paʋo; nokuti ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋaɀiita haʋo nokusaziʋa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo ungano yose yavana vaIsiraeri ichakanganwirwa, nomutorwa agere pakati pavo; nokuti vanhu vose vakanga vazviita havo nokusaziva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mhuri yose yeIsiraeri navatorwa vagere navo vacharegererwa nokuti munhu wose akanga arimo mukuvhiya katiyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mhuri yose yeIsiraeri navatorwa vagere navo vacharegererwa nokuti munhu wose akanga arimo mukuvhiya katiyo. Sien die hoofstuk |