Numeri 14:41 - Shona BIBLE41 Mosesi akati, “Munodarikireiko murairo waJehovha, nokuti muchaona nhamo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Mosesi akati: Munoɗarikireiko murairo waJehova, nokuti mucaʋona nhamo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Mosesi akati, “Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! Sien die hoofstuk |