Numeri 14:29 - Shona BIBLE29 Zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino; imi mose makaverengwa, nokuwanda kwenyu kwose, vose vana makore makumi maviri navanopfuura, vakandinyunyutira, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀitunha ɀenyu ɀicawira murenje rino; imi mose makaʋereŋgwa, nokuwanda kwenyu kwose, ʋose ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋakandinyunyutira, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Zvitunha zvenyu zvichawira murenje rino; imi mose makaverengwa, nokuwanda kwenyu kwose, vose vana makore makumi maviri navanopfuura, vakandinyunyutira, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvitunha zvenyu zvichaita murakatira murenje rino. Vose vamakaverenga vaiva namakore makumi maviri navaiva naaipfuura iwayo, vakandinyunyutira Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvitunha zvenyu zvichaita murakatira murenje rino. Vose vamakaverenga vaiva namakore makumi maviri navaiva naaipfuura iwayo, vakandinyunyutira Sien die hoofstuk |