Numeri 14:23 - Shona BIBLE23 zvirokwazvo, havangaoni nyika yandakapikira madzibaba avo; hakuna mumwe wavakandizvidza achaiona, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀirokwaɀo, haʋaŋgaʋoni nyika yandakapikira madziɓaɓa aʋo; hakunomumŋe waʋakandiɀidza ucaiʋona, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 zvirokwazvo, havangaoni nyika yandakapikira madzibaba avo; hakuna mumwe wavakandizvidza achaiona, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Sien die hoofstuk |