Numeri 14:15 - Shona BIBLE15 Zvino kana mukauraya vanhu ava vose–vose, ndudzi dzavanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzichataura, dzichiti, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino kana mukaʋuraya ʋanhu aʋa ʋose‐ʋose, ndudzi dzaʋanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzicataura, dziciti: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Zvino kana mukauraya vanhu ava vose‐vose, ndudzi dzavanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzichataura, dzichiti, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino kana mukauraya vanhu venyu vose ndudzi dzakanga dzanzwa mukurumbira wenyu dzichati, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino kana mukauraya vanhu venyu vose ndudzi dzakanga dzanzwa mukurumbira wenyu dzichati, Sien die hoofstuk |