Numeri 14:10 - Shona BIBLE10 Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana VaIsiraeri vose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ʋuŋgano yose yakati ʋatakwe namabge. Ipapo kubginya kwaJehova kwakaʋonekwa mutente rokusoŋgana naʋana ʋaIsraeri ʋose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana vaIsiraeri vose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. Sien die hoofstuk |