Numeri 13:18 - Shona BIBLE18 mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mundoʋone‐nyika, kuti yakaɗiniko, naʋanhu ʋagere’mo, kana ʋanesimba, kana ʋasina, kana ʋari ʋashoma, kana ʋari ʋazhinji; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma. Sien die hoofstuk |