Numeri 13:16 - Shona BIBLE16 Ndiwo mazita avarume vakatumwa naMosesi kundosora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mwanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndiwo mazita aʋarume ʋakatumŋa naMosesi kundoshora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mŋanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Ndiwo mazita avarume vakatumwa naMosesi kundosora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mwanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndiwo mazita avasori vakatumwa naMosesi kundosora nyika iyoyo. Mosesi akatumidza Hosea mwanakomana waNuni kuti Joshuwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndiwo mazita avasori vakatumwa naMosesi kundosora nyika iyoyo. Mosesi akatumidza Hosea mwanakomana waNuni kuti Joshuwa. Sien die hoofstuk |