Numeri 12:14 - Shona BIBLE14 Jehovha akati kuna Mosesi, “Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehova akati kunaMosesi: Ƌai ɓaɓa ʋake ʋakaŋga ʋamupfira mate kuciso cake, haazaifanira kunyara mazuʋa manomŋe here? Ŋgaaɓuɗiswe kunze kwemisasa mazuʋa manomŋe, agopinzwa pashure. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akati kuna Mosesi, “Dai baba vake vakanga vamupfira mate kuchiso chake, haazaifanira kunyara mazuva manomwe here? Ngaabudiswe kunze kwemisasa mazuva manomwe, agopinzwa pashure.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi Tenzi ndokuti kuna Mosesi, “Dai vanga vari baba vake vamusvipira pauso angadai asina kunyara here kwamazuva manomwe achindogariswa kunze kwamatendhe ari oga here? Saka ngaandogara ari oga kunze kwamatendhe kwamazuva manomwe agozodzoserwa mumatendhe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi Tenzi ndokuti kuna Mosesi, “Dai vanga vari baba vake vamusvipira pauso angadai asina kunyara here kwamazuva manomwe achindogariswa kunze kwamatendhe ari oga here? Saka ngaandogara ari oga kunze kwamatendhe kwamazuva manomwe agozodzoserwa mumatendhe.” Sien die hoofstuk |