Numeri 12:11 - Shona BIBLE11 Zvino Aroni akati kuna Mosesi, “Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu, kunyangwe takaita hedu noupenzi, tikatadza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Aroni akati kunaMosesi: Haiwa, Ishe waŋgu, musaisa mhoȿa yeɀiʋi pamsoro peɗu, kunyaŋge takaita heɗu noʋupenzi, tikatadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Aroni akati kuna Mosesi, “Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu, kunyange takaita hedu noupenzi, tikatadza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Aroni ndokutaura naMosesi achiti, “Changamire ndapota! Regai kutirwadzisa muchitirangira kutadza kwatakaitira muupenzi hwedu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Aroni ndokutaura naMosesi achiti, “Changamire ndapota! Regai kutirwadzisa muchitirangira kutadza kwatakaitira muupenzi hwedu. Sien die hoofstuk |