Numeri 11:23 - Shona BIBLE23 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ko ruʋoko rwaJehova rwakafupiswa here? Ucaʋona hako ɀino kana shoko raŋgu riciitika kana risiŋgaitiki. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.” Sien die hoofstuk |