Numeri 10:30 - Shona BIBLE30 Iye akati kwaari, “Handingaendi, asi ndichaenda hangu kunyika yangu nokuhama dzangu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akati kwaari: Handiŋgaendi, asi ndicaenda haŋgu kunyika yaŋgu nokuhama dzaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Iye akati kwaari, “Handingaendi, asi ndichaenda hangu kunyika yangu nokuhama dzangu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.” Sien die hoofstuk |