Numeri 10:27 - Shona BIBLE27 Boka rorudzi rwavana vaNafutari rakanga richirairwa naAhira, mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaNaftari rakaŋga ricirairwa naAhira, mŋanakomana waEnani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Boka rorudzi rwavana vaNafutari rakanga richirairwa naAhira, mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstuk |