Numeri 10:24 - Shona BIBLE24 Boka rorudzi rwavana vaBhenjamini rakanga richirairwa naAbhidhani, mwanakomana waGidheoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaBenjamini rakaŋga ricirairwa naAbidani, mŋanakomana waGideoni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Boka rorudzi rwavana vaBhenjamini rakanga richirairwa naAbhidhani, mwanakomana waGidheoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Sien die hoofstuk |