Numeri 10:20 - Shona BIBLE20 Boka rorudzi rwavana vaGadhi rakanga richirairwa naEriasafi, mwanakomana waDheueri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaGadi rakaŋga ricirairwa naEriasafi, mŋanakomana waDeureri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Boka rorudzi rwavana vaGadhi rakanga richirairwa naEriasafi, mwanakomana waDheueri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Eriasafi mwanakomana waDheueri ndiye aitungamirira dzinza rokwaGadhi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Eriasafi mwanakomana waDheueri ndiye aitungamirira dzinza rokwaGadhi. Sien die hoofstuk |