Numeri 10:16 - Shona BIBLE16 Boka rorudzi rwaZebhuruni rakanga richirairwa naEriabhu, mwanakomana waHeroni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ƃoka rorudzi rwaZeburuni rakaŋga ricirairwa naEriabi, mŋanakomana waHeroni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Boka rorudzi rwaZebhuruni rakanga richirairwa naEriabhu, mwanakomana waHeroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Sien die hoofstuk |