Numeri 10:15 - Shona BIBLE15 Boka rorudzi rwavana vaIsakari rakanga richirairwa naNetaneri, mwanakomana waZuari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaIsakari rakaŋga ricirairwa naNetaneri, mŋanakomana waZuari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Boka rorudzi rwavana vaIsakari rakanga richirairwa naNetaneri, mwanakomana waZuari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Aitungamirira dzinza rokwaIsiraeri ndiNetaneri mwanakomana waZuari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Aitungamirira dzinza rokwaIsiraeri ndiNetaneri mwanakomana waZuari. Sien die hoofstuk |