Numeri 1:49 - Shona BIBLE49 “Asi vorudzi rwaRevhi voga usavaverenga, usavaverengera pakati pavana VaIsiraeri, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Asi ʋorudzi rwaRevi ʋoga usaʋaʋereŋga, usaʋaʋereŋgera pakati paʋana ʋaIsraeri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200249 “Asi vorudzi rwaRevhi voga usavaverenga, usavaverengera pakati pavana vaIsiraeri, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 “Asi vedzinza raRevhi usaverenge, usavaverengere mukati mavanhu veIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona49 “Asi vedzinza raRevhi usaverenge, usavaverengere mukati mavanhu veIsiraeri. Sien die hoofstuk |