Numeri 1:37 - Shona BIBLE37 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaBenjamini, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200237 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Sien die hoofstuk |