Numeri 1:25 - Shona BIBLE25 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaGadhi, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaGadi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaGadhi, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. Sien die hoofstuk |