Mupiro 27:24 - Shona BIBLE24 Pagore reJubhiri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pagore rejuberi munda unofanira kudzokera kumunhu waakaŋga ateŋga kwaari, kunaiye wakaŋga ari muridzi wenyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Pagore rejubheri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Sien die hoofstuk |