Mupiro 27:10 - Shona BIBLE10 Haafaniri kuzvishandura kana kutsinhanhisa chakaipa nechakanaka, kana chakanaka nechakaipa; kana atsinhanhisa chipfuwo nechipfuwo, icho nechakatsinhiwa, zvose zviri zviviri zvinofanira kuva zvitsvene. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Haafaniri kuɀishandura kana kutsinhanhisa cakaipa necakanaka, kana cakanaka necakaipa; kana atsinhanhisa cipfuwo necipfuwo, ico necakatsinhiwa, ɀose ɀiri ɀiʋiri ɀinofanira kuʋa ɀitȿene. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Haafaniri kuzvishandura kana kutsinhanhisa chakaipa nechakanaka, kana chakanaka nechakaipa; kana atsinhanhisa chipfuwo nechipfuwo, icho nechakatsinhiwa, zvose zviri zviviri zvinofanira kuva zvitsvene. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Munhu akaita mhiko iyoyo haabvumirwi kuunza chimwe chipfuwo chokudzikinura kana kuchitsivanisa nacho kana kutsinhanisa. Hazvinei kuti chakanaka nechakaipa kana chakaipa nechakanaka chokuchitsinhanisa nacho, zvose zviri zviviri zvava zvaTenzi zvavakuera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Munhu akaita mhiko iyoyo haabvumirwi kuunza chimwe chipfuwo chokudzikinura kana kuchitsivanisa nacho kana kutsinhanisa. Hazvinei kuti chakanaka nechakaipa kana chakaipa nechakanaka chokuchitsinhanisa nacho, zvose zviri zviviri zvava zvaTenzi zvavakuera. Sien die hoofstuk |